Ephesians 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
dzaakawanza kwatiri nokucenjera kwose nokuziʋa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
dzaakawanza pamusoro pedu nouchenjeri hwose uye nokunzwisisa kwose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
dzaakatipavhurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
dzakawanza kwatiri nokuchenjera kwose nokuziva;
Shona 2009?
dzaakawanza kwatiri nokuchenjera kose nokuziva;
Shona SUB 2002 Bible
dzakawanza kwatiri nokuchenjera kwose nokuziva;