Ephesians 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatiziʋisa ɀakaʋanzika ɀokuɗa kwake, seɀaakafadzwa pakufuŋga kwake maari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akazivisa kwatiri chakavanzika chokuda kwake, maererano nomufaro wake wakanaka, waakafunga muna Kristu, kuti kuitwe pakukwana kwenguva,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari;
Shona 2009?
akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari;
Shona SUB 2002 Bible
akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari;