Ephesians 2:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakakuraramisai imi, makaŋga makafa nokuɗarika kwenyu neɀiʋi ɀenyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muri imi, makanga makafa mukudarika kwenyu nomuzvivi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro akaita kuti imi muve vapenyu pamakanga muri vanhu vakafa pamusana pezvikanganiso nomuzvitadzo mamakambogara
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakuraramisai imi, makanga makafa nokudarika kwenyu nezvivi zvenyu,
Shona 2009?
Wakakuraramisai imi, makanga makafa mukudarika kwenyu nomuzvivi zvenyu,
Shona SUB 2002 Bible
Akakuraramisai imi, makanga makafa nokudarika kwenyu nezvivi zvenyu,