Ephesians 2:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaȿika, akaparidza rugare kwamuri, imi maiʋa kure, norugare kunaiʋo ʋaiʋa pedyo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akauya akaparidza rugare kwamuri imi makanga muri kure uye rugare kuna avo vakanga vari pedyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akauya akaparidza rugare kwamuri imi maiva kure kure. Akaparidzawo rugare kune vakanga vari padyo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akasvika, akaparidza rugare kwamuri, imi maiva kure, norugare kuna ivo vaiva pedyo;
Shona 2009?
akasvika, akaparidza rugare kwamuri, imwi maiva kure, norugare kunaivo vaiva pedo;
Shona SUB 2002 Bible
akasvika, akaparidza rugare kwamuri, imi maiva kure, norugare kuna ivo vaiva pedyo;