Ephesians 2:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti isu tose tinopinda naiye noMŋeya mumŋe kunaƂaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kubudikidza naye isu tose tinopinda kuna Baba noMweya mumwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti nokwaari uye naMweya mumwechete tinowana masvikiro kuna Baba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti isu tose tinopinda naiye noMweya mumwe kuna Baba.
Shona 2009?
nokuti isu tose tinopinda naiye noMweya mumwe kunaBaba.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti isu tose tinopinda naiye noMweya mumwe kuna Baba.