Ephesians 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maari imba yose yakasoŋganiswa kwaɀo, inokura, iʋe tembere tȿene munaShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maari imba yose yakabatanidzwa pamwe chete uye inokura kuti ive temberi tsvene muna She.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maari imba yose yakasanganiswa kwazvo, inokura, ive temberi tsvene muna Ishe.
Shona 2009?
Maari imba yose yakasonganiswa ichikura kuti ive tembere tsvene munaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Maari imba yose yakasanganiswa kwazvo, inokura, ive temberi tsvene muna Ishe.