Ephesians 2:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maari nemi ʋo makaʋakwa pamŋe cete, kuti muʋe ʋugaro bgaMŋari muMŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye maari nemiwo makavakwa pamwe chete kuti muve ugaro hwaMwari muMweya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maari nemiwo makavakwa pamwechete, kuti muve ugaro hwaMwari muMweya.
Shona 2009?
Maari nemivo makavakwa pamwe chete, kuti muve vugaro bwaMwari muMweya.
Shona SUB 2002 Bible
Maari nemiwo makavakwa pamwechete, kuti muve ugaro hwaMwari muMweya.