Ephesians 2:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatimutsa pamŋe cete naye, akatigarisa kuɗeŋga pamŋe cete naye munaKristu Jesu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Mwari akatimutsa pamwe chete naKristu akatigarisa muchadenga muna Kristu Jesu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatimutsa pamwechete naye akaita kuti tigare naye mumatenga tiri muna Kristu Jesu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatimutsa pamwechete naye, akatigarisa kudenga pamwechete naye muna Kristu Jesu;
Shona 2009?
akatimutsa pamwe naye, akatigarisa kudenga pamwe chete naye, munaKristu Jesu;.
Shona SUB 2002 Bible
akatimutsa pamwechete naye, akatigarisa kudenga pamwechete naye muna Kristu Jesu;