Ephesians 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; iɀo ɀisiŋgabvi kwamuri, asi cipo caMŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti makaponeswa nenyasha, kubudikidza nokutenda, uye izvi hazvibvi kwamuri, chipo chaMwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana penyasha makaponeswa nechitendero, asi musiri imi munozviponesa; chipo chaMwari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; izvo zvisingabvi kwamuri, asi chipo chaMwari;
Shona 2009?
nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; izvo zvisingabvi kwamuri, asi chipo chaMwari;
Shona SUB 2002 Bible
nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; izvo zvisingabvi kwamuri, asi chipo chaMwari;