Ephesians 2:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
haɀibvi pamaɓasa, kuti kurege kuʋa nomunhu unoɀikudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kwete namabasa, kuti parege kuva nomunhu anozvikudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwete pamusana pamabasa kuti pasave nomunhu anozvikudza
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
hazvibvi pamabasa, kuti kurege kuva nomunhu anozvikudza.
Shona 2009?
hazvibvi pamabasa, kuti kurege kuva nomunhu unozvikudza.
Shona SUB 2002 Bible
hazvibvi pamabasa, kuti kurege kuva nomunhu anozvikudza.