Ephesians 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemhaka iyi ndinofugama namabvi aŋgu kunaƂaɓa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwaizvozvi, ndinopfugama namabvi pamberi paBaba,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuda kwaizvozvi ndinopfugama namabvi angu mberi kwaBaba
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemhaka iyi ndinopfugama namabvi angu kuna Baba,
Shona 2009?
Nemhaka iyi ndinofugama namabvi angu kunaBaba, vaShe wedu Jesu Kristu
Shona SUB 2002 Bible
Nemhaka iyi ndinopfugama namabvi angu kuna Baba,