Ephesians 3:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aʋo, rudzi rwose kuɗeŋga napanyika runotumidzwa nezita raʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
avo kubva kwavari mhuri yavo yose iri mudenga uye napanyika inowana zita rayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunobva chose chinotumidzwa kuti mhuri, chingave kudenga kana kuti pasi pano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
rudzi rwose kudenga napanyika runotumidzwa nezita ravo,
Shona 2009?
avo, rudzi rwose kudenga napanyika runotumidzwa nezita ravo,
Shona SUB 2002 Bible
rudzi rwose kudenga napanyika runotumidzwa nezita ravo,