Ephesians 3:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋakupei pafuma yokubginya kwaʋo kukuru, simba kuti musimbiswe noMŋeya waʋo mumunhu womukati;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinonyengetera kuti kubva papfuma yokubwinya kwavo vakusimbisei nesimba noMweya wavo mumunhu womukati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinonamata kuti kubva muupfumi hwavo hune mbiri akusimbaradzei nesimba nokuna Mweya, umunhu hwenyu hwomukati
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vakupei papfuma yokubwinya kwavo kukuru, simba kuti musimbiswe noMweya wavo mumunhu womukati;
Shona 2009?
kuti vakupei pafuma yokubwinya kwavo kukuru, simba kuti musimbiswe noMweya wavo mumunhu womukati;
Shona SUB 2002 Bible
kuti vakupei papfuma yokubwinya kwavo kukuru, simba kuti musimbiswe noMweya wavo mumunhu womukati;