Ephesians 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana makanzwa henyu kugoʋerwa kwenyasha dzaMŋari dzandakapiwa pamsoro penyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo makanzwa zvokugoverwa kwenyasha dzaMwari dzakapiwa kwandiri nokuda kwenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana makanzwa henyu kugoverwa kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa pamusoro penyu;
Shona 2009?
kana makanzwa henyu kugoverwa kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa pamusoro penyu;
Shona SUB 2002 Bible
kana makanzwa henyu kugoverwa kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa pamusoro penyu;