Ephesians 3:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana muciaraʋa iwo, muŋgaʋona kuziʋa kwaŋgu paneɀakaʋanzika ɀaKristu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuverenga izvi, ipapo muchagona kunzwisisa kuziva kwangu muchakavanzika chaKristu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukazviverenga muchaona kunzwisisa kwandinoita zvakavandika zvaKristu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana muchiarava iwo, mungaona kuziva kwangu pane zvakavanzika zvaKristu;
Shona 2009?
kana muchirava iwo, mungavona kuziva kwangu zvakavanzika zvaKristu;
Shona SUB 2002 Bible
kana muchiarava iwo, mungaona kuziva kwangu pane zvakavanzika zvaKristu;