Ephesians 4:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaɓuruka ndiye wakakwira ʋo kumsoro‐soro kweɗeŋga rose, kuti azadzise ɀose).
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akaburuka ndiye chaiye akakwira kumusoro-soro kupfuura kudenga denga, kuitira kuti azadze pasi pose.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akadzika ndiyewo akakwira kumusorosoro kwamatenga ose kuti azadze zvinhu zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaburuka ndiye akakwirawo kumusoro-soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose.
Shona 2009?
Wakaburuka ndiye wakakwiravo kumusoro-soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose.)
Shona SUB 2002 Bible
Akaburuka ndiye akakwirawo kumusoro–soro kwedenga rose, kuti azadzise zvose.