Ephesians 4:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, seiri ɀokwaɗi munaJesu:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo makanzwa nezvake uye makadzidziswa maari maererano nechokwadi chiri muna Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makanzwaka imi nezvake mukadzidziswa maaari chokwadi sezvachiri muna Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, seiri chokwadi muna Jesu:
Shona 2009?
kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, sechiri chokwadi munaJesu:
Shona SUB 2002 Bible
kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, seiri chokwadi muna Jesu: