Ephesians 4:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mufuke munhu mutȿa, wakasikwa akafanana naMŋari pakururama, noʋutȿene bgeɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye mufuke munhu mutsva, akasikwa kuti afanane naMwari mukururama kwechokwadi noutsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mupfeke unhu hutsva hwakasikwa hwakatodzana naMwari muururami noutsvene huri pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mupfeke munhu mutsva, akasikwa akafanana naMwari pakururama, noutsvene hwechokwadi.
Shona 2009?
mufuke munhu mutsva, wakasikwa akafanana naMwari pakururama, novutsvene bwechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
mupfeke munhu mutsva, akasikwa akafanana naMwari pakururama, noutsvene hwechokwadi.