Ephesians 4:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo bvisai nhema, mutaure ɀokwaɗi, mumŋe nomumŋe kunowokwake; nokuti tiri mitezo, mumŋe womumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo mumwe nomumwe wenyu anofanira kubvisa nhema uye ataure chokwadi kuno muvakidzani wake, nokuti isu tose tiri nhengo dzomuviri mumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo chikandai pasi nhema, munhu oga oga ataure chokwadi kuno mumwe wake nokuti tiri mutezo womumwe nomumwe wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo bvisai nhema, mutaure chokwadi, mumwe nomumwe kunowokwake; nokuti tiri mitezo, mumwe womumwe.
Shona 2009?
Naizvozvo bvisai nhema, mutaure chokwadi, mumwe nomumwe kuno wokwake; nokuti tiri mitezo, mumwe womumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo bvisai nhema, mutaure chokwadi, mumwe nomumwe kunowokwake; nokuti tiri mitezo, mumwe womumwe.