Ephesians 4:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mucishiŋgaira kuceŋgeta ʋumŋe bgoMŋeya mucisuŋgo corugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushingaire kuchengeta humwe hwoMweya kubudikidza nechisungo chorugare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muine shungu dzokuchengetedza Mweya wokubatana kwamakaita makasunganidzwa norugare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muchishingaira kuchengeta umwe hwoMweya muchisungo chorugare.
Shona 2009?
muchishingaira kuchengeta vumwe bwoMweya muchisungo chorugare.
Shona SUB 2002 Bible
muchishingaira kuchengeta umwe hwoMweya muchisungo chorugare.