Ephesians 4:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Ɀino kuti: Wakakwira, cinyiko, asi kuti, wakaɓuruka ʋo kumatiʋi ari pasi penyika?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(Zvinorevei kuti “akakwira” asi kuti akaburukawo kumativi ari pasi enyika?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko, kuti akakwira kumusoro kunoreva kuti kudii? Kunorevawo kuti akambodzika pasi pasi penyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kuti, “Akakwira, chinyiko,” asi kuti, akaburukawo kumativi ari pasi penyika?
Shona 2009?
(Zvino kuti: Wakakwira, chinyiko, asi kuti, wakaburuka pakutangavo kumativi ari pasi panyika?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kuti, “Akakwira, Chiiko,” asi kuti, akaburukawo kumativi ari pasi penyika?