Ephesians 5:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti iɀo, ɀinoitwa naʋo pakaʋanda, ɀinonyadza kana ɀicirebga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvinonyadza kureva zvinoitwa muchivande navana vasingateereri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvinotonyadzisa kutaura zvinhu zvavanoita muchivande.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti izvo, zvinoitwa navo pakavanda, zvinonyadza kana zvichirehwa.
Shona 2009?
nokuti izvo, zvinoitwa navo pakavanda, zvinonyadza kana zvichirebwa.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti izvo, zvinoitwa navo pakavanda, zvinonyadza kana zvichirehwa.