Ephesians 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka iye unoti: Muka iwe uʋete, muka kuʋakafa, Kristu ucakuvenekera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti chiedza ndicho chinoratidza zvinhu zvose. Ndokusaka zvichinzi: “Muka, iwe muvati, muka kubva kuvakafa, Kristu achavhenekera pauri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka iye anoti, “Muka iwe uvete, muka kuvakafa, Kristu achakuvhenekera.”
Shona 2009?
Saka iye unoti: Muka iwe uvete, muka kuvakafa, Kristu uchakuvhenekera.
Shona SUB 2002 Bible
Saka iye anoti, “Muka iwe uvete, muka kuvakafa, Kristu achakuvhenekera.”