Ephesians 6:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi ʋana, tererai ʋaɓereki ʋenyu munaShe; nokuti ndiɀo ɀakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana, teererai vabereki venyu muna She, nokuti ndizvo zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi vana, teererai vabereki venyu muna Tenzi nokuti ndizvo zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi vana, teererai vabereki venyu muna Ishe; nokuti ndizvo zvakarurama.
Shona 2009?
imwi vana, teererai vabereki venyu munaShe; nokuti ndizvo zvakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Imi vana, teererai vabereki venyu muna Ishe; nokuti ndizvo zvakarurama.