Ephesians 6:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndakamutuma kwamuri neshoko iri, kuti muziʋe ɀinhu ɀeɗu, anyaradze mŋoyo yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri kumutuma kwamuri nokuda kwechinangwa ichi, kuti muzive kuti takaita sei, uye kuti akukurudzirei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndamutumira ikoko nechikonzero ichochi kuti muzive kuti takadii kuno uye kuti akusimbaradzei mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndakamutuwa kwamuri neshoko iri, kuti muzive zvinhu zvedu, anyaradze mwoyo yenyu.
Shona 2009?
ndakamutuma kwamuri neshoko iri, kuti muzive zvinhu zvedu, anyaradze moyo yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
ndakamutuwa kwamuri neshoko iri, kuti muzive zvinhu zvedu, anyaradze mwoyo yenyu.