Ephesians 6:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti uitirwe ɀakanaka, ugare ŋguʋa refu panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“kuti uitirwe zvakanaka uye kuti ugare upenyu hurefu panyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti zvikufambire zvakanaka uye kuti ugare nguva ndefu panyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti uitirwe zvakanaka, ugare nguva refu panyika.
Shona 2009?
kuti uitirwe zvakanaka, ugare nguva refu panyika.
Shona SUB 2002 Bible
kuti uitirwe zvakanaka, ugare nguva refu panyika.