Ephesians 6:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muciɓata nomŋoyo wakanaka, muci ɀiita sokunaShe, musiŋgaitiri ʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushande nomwoyo wose, sokunge munoshandira Ishe, kwete munhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kuita basa renyu nechido sokunge muri kuriitira Tenzi kwete sokunge muri kuriitira vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muchibata basa nomwoyo wakanaka, muchizviita sokuna Ishe, musingaitiri vanhu;
Shona 2009?
muchibata nomoyo wakanaka, muchizviita sokunaShe, musingaitiri vanhu;
Shona SUB 2002 Bible
muchibata basa nomwoyo wakanaka, muchizviita sokuna Ishe, musingaitiri vanhu;