Esther 1:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋaʋuye naʋahosi Vashti pamberi pamambo, ʋanekorona yoʋuhosi, kuti ʋanhu namacinda ʋaʋone kunaka kwaʋo; nokuti ʋakaŋga ʋakanaka pakuʋonekwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti vauye navaHosi Vhashiti, vakapfeka korona youmambo, kuti aratidze runako rwavo kuvanhu nokumakurukota, nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti vauye navahosi vamambo, Vhashiti, pana mambo akapfeka ndaza yake youhosi. Chaakaitira izvi kwaiva kuti aratidze ndudzi nendudzi dzavanhu namachinda runako rwake pamusana pokuti iye akanga aine chimiro chinoyemurika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vauye navahosi Vashiti pamberi pamambo, vane korona youhosi, kuti vanhu namachinda vawone kunaka kwavo; nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa.
Shona 2009?
kuti vauye navahosi Vhashiti pamberi pamambo, vane korona youhosi, kuti vanhu namachinda vawone kunaka kwavo; nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vauye navahosi Vashiti pamberi pamambo, vane korona youhosi, kuti vanhu namachinda vawone kunaka kwavo; nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa.