Esther 1:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
pamazuʋa iwayo mambo Ahashveroshi agere pacigaro cake coʋushe cakaŋga ciri paShushani panhare yamambo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyo mambo Zekisesi akatonga ari pachigaro chake choumambo munhare yeShushani
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mumazuva iwayo, pakagara mambo Ahasuerusi pachigaro chake choumambo muguta reSusa, guta guru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
pamazuva iwayo mambo Ahashivheroshi agere pachigaro chake choushe chakanga chiri paShusha panhare yamambo,
Shona 2009?
pamazuva iwayo mambo Ahashivheroshi agere pachigaro chake choushe chakanga chiri paShushani panhare yamambo,
Shona SUB 2002 Bible
pamazuva iwayo mambo Ahasuerusi agere pachigaro chake choushe chakanga chiri paShusha panhare yamambo,