Esther 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapiwa ɀokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakaŋga isinakufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asiŋgaʋanyimi napaɗuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Waini yaipiwa vanhu mumidziyo yegoridhe, yakasiyana-siyana, uye waini yamambo yakanga yakawanda, asingavanyimi napaduku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokunwa izvi zvaiperekerwa mumahambarara endarama namamwewo mahambarara emhando nemhando. Waini yokwamambo yaiitwa zvokutopa negombe kwazvo sokuwandawo kwewaini yokwamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapiwa zvokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakanga isina kufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asingavanyimi napaduku.
Shona 2009?
Vakapiwa zvokumwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakanga isina kufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asingavanyimi napaduku.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapiwa zvokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakanga isina kufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asingavanyimi napaduku.