Esther 2:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Estere wakaŋga asina‐kuʋaziʋisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Mordekai wakaŋga amuraira, kuti arege kuʋaziʋisa iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Esteri akanga asina kutaura rudzi rwake nemhuri yake, kana kwaaibva, nokuti Modhekai akanga amurambidza kuita izvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esita akanga asina kuvaudza rudzi rwake kana hama dzake nokuti Modhekai akanga amukohomedza kuti asabudise izvozvo pachena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo.
Shona 2009?
Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake', nokuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo.