Esther 2:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino musikana akapinda nomutoʋo wakaɗaro kunamambo, ʋuye cinhu cipi necipi caaiɗa waicipiwa, kuti aɓuɗe naco paimba yaʋakadzi, apinde mumba mamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino aya ndiwo aiva maindiro ake kuna mambo: Aipiwa chinhu chipi nechipi chaaida kutora kuti aende nacho kumuzinda wamambo paainge achibva kwaigara vanhukadzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musikana paaizopinda muna mambo saizvozvi chaainge ada kuti ave nacho aipiwa chokuenda nacho chichibva kumba yavanhukadzi achienda kumuzinda wamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino musikana akapinda nomutoo akadaro kuna mambo, uye chinhu chipi nechipi chaaida aichipiwa, kuti abude nacho paimba yavakadzi, apinde mumba mamambo.
Shona 2009?
zvino musikana akapinda nomutoo akadaro kuna mambo, uye chinhu chipi nechipi chaaida aichipiwa, kuti abude nacho paimba yavakadzi, apinde mumba mamambo.
Shona SUB 2002 Bible
zvino musikana akapinda nomutoo akadaro kuna mambo, uye chinhu chipi nechipi chaaida aichipiwa, kuti abude nacho paimba yavakadzi, apinde mumba mamambo.