Esther 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino musikana unofarirwa namambo ŋgaaʋe ʋahosi panɀimbo yaVashti. Iɀoɀo ɀikafadza mambo, akaita saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino musikana uyo anofadza mambo ngaave vahosi pachinzvimbo chaVhashiti.” Zano iri rakafadza mambo, uye akaita saizvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhandara inenge yafarirwa namambo ngaive iyo vahosi vamambo panzvimbo yaVhashiti.” Izvi zvakafadza mambo vakaita saizvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino musikana unofarirwa namambo ngaave vahosi panzvimbo yaVashiti.” Izvozvo zvikafadza mambo, akaita saizvozvo.
Shona 2009?
"Zvino musikana unofarirwa namambo ngaave vahosi panzvimbo yaVhashiti. Izvozvo zvikafadza mambo, akaita saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino musikana unofarirwa namambo ngaave vahosi panzvimbo yaVashiti.” Izvozvo zvikafadza mambo, akaita saizvozvo.