Esther 2:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino paShushani panhare yamambo pakaŋga panomuJuda, wainzi Mordekai, mŋanakomana waJairi, mŋanakomana waShimei, mŋanakomana waKishi, muBenjamini,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino munhare yeShushani maiva nomuJudha worudzi rwaBenjamini, ainzi Modhekai mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta reSusa, guta guru romuzinda wamambo maiva nomumwe murume muJudha ainzi Modhekai mwana waJairi mwana waShimei ari mwanawo waKishi wedzinza rokwaBhenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino paShusha panhare yamambo pakanga panomuJudha, ainzi Modhekai, mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, muBhenjamini,
Shona 2009?
Zvino paShushani panhare yamambo pakanga panomuJudha, ainzi Modhekai, mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, muBhenjamini,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino paShusha panhare yamambo pakanga pano muJudha, ainzi Modhekai, mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, muBhenjamini,