Esther 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kunaHamani: Iwe naʋanhu ʋako muŋgatora sirveri iyo, muite nayo seɀaunoɗa iwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati kuna Hamani, “Chengeta mari uye ita zvaunoda navanhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati kuna Hamani, “Mari yacho unopiwa iwe uye vanhu vacho vanoiswa mumaoko mako kuti uite zvaunoda navo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kuna Hamani, “Iwe navanhu vako mungatora sirivha iyo, muite nayo sezvaunoda iwe.”
Shona 2009?
Mambo akati kuna Hamani, "Iwe navanhu vako mungatora sirivha iyo, muite nayo sezvaunoda iwe."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kuna Hamani, “Iwe navanhu vako mungatora sirivha iyo, muite nayo sezvaunoda iwe.”