Esther 3:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Hamani wakati aciʋona kuti Mordekai haakotami kana kumufugamira, Hamani akaʋa neshuŋgu kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamani akati aona kuti Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumuremekedza, akatsamwa kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamani, paakaona kuti Modhekai akanga asingapfugami kana kumugwadamira akaviruka chaizvo nehasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Hamani akati achiona kuti Modhekai haakotami kana kumupfugamira, Hamani akava neshungu kwazvo.
Shona 2009?
Zvino Hamani akati achiona kuti Modhekai haakotami kana kumupfugamira, Hamani akava neshungu kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Hamani akati achiona kuti Modhekai haakotami kana kumupfugamira, Hamani akava neshungu kwazvo.