Esther 4:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaȿika ʋo pamberi pesuʋo ramambo; nokuti wakafuka magumbu haana‐kutenderwa kupinda pasuʋo ramambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akangosvika pasuo ramambo chete, nokuti munhu akapfeka masaga akanga asingabvumirwi kupinda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akandosvika mberi kwesuo guru rokwamambo asi haana kupinda nokuti hapana aikwanisa kupinda pasuo guru rokwamambo akapfeka masaga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akasvikawo pamberi pesuo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuo ramambo.
Shona 2009?
akasvikawo pamberi pesuo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuo ramambo.
Shona SUB 2002 Bible
akasvikawo pamberi pesuwo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuwo ramambo.