Esther 5:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Hamani wakaɀidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzoɗana shamŋari dzake nomukadzi wake Zereshi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakadaro hazvo, Hamani akazvidzora ndokubva aenda kumba. Adana shamwari dzake pamwe chete naZereshi, mukadzi wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakadaro zvazvo Hamani akazvidzora akaenda zvake kumba. Akatuma vanhu kundodaidza shamwari dzake nomudzimai wake, Zereshi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Hamani akazvidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzodana shamwari dzake nomukadzi wake Zereshi.
Shona 2009?
Asi Hamani akazvidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzodana shamwari dzake nomukadzi wake "Zereshi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Hamani akazvidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzodana shamwari dzake nomukadzi wake Zereshi.