Esther 5:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamani akaʋarondedzera kubginya kwefuma yake, nokuwanda kwaʋana ʋake, namakudzirwe aakaitwa namambo, namapfuʋudzirwe ake aʋe mukuru kumacinda naʋaranda ʋose ʋamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamani akavarondedzera nezvepfuma yake zhinji, zvokuwanda kwavanakomana vake, uye nenzira dzose dzaakaremekedzwa nadzo namambo nokuti akakwidziridzwa sei pamusoro pamamwe makurukota navabati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamani akavazuwira nezvembiri yokupfuma kwake nokuwanda kwakanga kwaita vana vake nezvose zvokusumidzirwa pachigaro chepamusoro nechiremera chaakanga apiwa namambo nokuvakwidziridza kwaakanga avaita pamusoro pemachinda namakurukota amambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamani akavarondedzera kubwinya kwepfuma yake, nokuwanda kwavana vake, namakudzirwo aakaitwa namambo, namapfuudzirwo ake ave mukuru kumachinda navaranda vose vamambo.
Shona 2009?
Hamani akavarondedzera kubwinya kwefuma yake, nokuwanda kwavana vake, namakudzirwo aakaitwa namambo, namapfuudzirwo ake ave mukuru kumachinda navaranda vose vamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Hamani akavarondedzera kubwinya kwepfuma yake, nokuwanda kwavana vake, namakudzirwo aakaitwa namambo, namapfuudzirwo ake ave mukuru kumachinda navaranda vose vamambo.