Esther 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Estere akati: Kana mambo acifara naɀo, mambo naHamani ŋgaʋaʋuye nhasi kumafundo andakamugadzirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Esteri akati, “Kana zvichifadza mambo, mambo ngaauye nhasi pamwe chete naHamani, kumabiko andakugadzirirai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esita ndokuti, “Kana zvichikufadzai mambo, dai mambo naHamani mukambouyawo nhasi uno kumabiko andaitira imi mambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira.”
Shona 2009?
Esiteri akati, "Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira."
Shona SUB 2002 Bible
Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira.”