Esther 5:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndanzwirwa tsitsi namambo, kana mambo aciɗa kundipa candinonyeŋgetera, nokuita candinokumbira, mambo naHamani ŋgaʋaʋuye kumafundo andicaʋagadzirira, maŋgwana ndicaita seɀarebga namambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndanzwirwa nyasha namambo uye kana zvichifadza mambo kupedza chichemo changu nokuzadzisa chikumbiro changu, mambo ngaauye mangwana naHamani kumabiko andichavagadzirira. Ipapo ndichapindura mubvunzo wamambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana imi mambo mandiitirawo tsiye nyoro uye kana zvichikufadzaiwo mambo kuti munzwe chichemo changu mundiitirewo zvandichakukumbirai, dai mambo naHamani vakazouya kumabiko andichakuitirai, mangwana ndopandichazoita zvarehwa namambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ndanzwirwa tsitsi namambo, kana mambo achida kundipa chandinonyengetera, nokuita chandinokumbira, mambo naHamani ngavauye kumafundo andichavagadzirira, mangwana ndichaita sezvarehwa namambo.”
Shona 2009?
"Kana ndanzwirwa tsitsi namambo, kana mambo achida kundipa chandinonyengetera, nokuita chandinokumbira, mambo naHamani ngavauye kumafundo andichavagadzirira, mangwana ndichaita sezvarehwa namambo."
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ndanzwirwa tsitsi namambo, kana mambo achida kundipa chandinonyengetera, nokuita chandinokumbira, mambo naHamani ngavauye kumafundo andichavagadzirira, mangwana ndichaita sezvarehwa namambo.”