Esther 6:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akati: Mordekai wakakudzwa nokurumbidzwa seiko pamsoro pecinhu ici? Ʋaranda ʋamambo ʋaimuɓatira ʋakati: Haana‐caakaitirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akabvunza akati, “Modhekai akagamuchira kukudzwa nerumbidzo yei nokuda kwaizvozvi.” Varanda vake vakati, “Hapana chaakaitirwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati, “Chii chaizvo chakapiwa Modhekai kuitira nyaya iyoyi chokumuremekedza kana chokumukudzawo nacho?” Machinda amambo aimushandira akati, “Hapana chaakaitirwa uya!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akati, “Modhekai akakudzwa nokurumbidzwa seiko pamusoro pechinhu ichi?” Varanda vamambo vaimubatira vakati, “Haana chaakaitirwa.”
Shona 2009?
Ipapo mambo akati, "Modhekai akakudzwa nokurumbidzwa seiko pamusoro pechinhu ichi?" Varanda vamambo vaimubatira vakati, "Haana chaakaitirwa."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akati, “Modhekai akakudzwa nokurumbidzwa seiko pamusoro pechinhu ichi?” Varanda vamambo vaimubatira vakati, “Haana chaakaitirwa.”