Esther 6:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamani akati kunamambo: Iye munhu mambo waanoɗa kukudza,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo akapindura mambo akati, “Iye munhu, mambo waanofarira kukudza,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamani akapindura mambo achiti, “Zvingaitirwe munhu wamunenge mada kuremekedza imi mambo ndezvokuti ngapaunzwe hanzu dzoumambo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamani akati kuna mambo, “Iye munhu, mambo waanoda kukudza,
Shona 2009?
Hamani akati kuna mambo, "Iye munhu, mambo waanoda kukudza,
Shona SUB 2002 Bible
Hamani akati kuna mambo, “Iye munhu, mambo waanoda kukudza,