Esther 7:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Estere akati: Mudziʋisi nomuʋeŋgi, ndiye Hamani uyu wakaipa! Ipapo Hamani akatya pamberi pamambo naʋahosi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Esteri akati, “Mudzivisi nomuvengi ndiyeyu Hamani ane utsinye.” Ipapo Hamani akatya pamberi pamambo navahosi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Esita akati, “Imwe mhandu, muvengi chaiye! Muipi uyu Hamani!” Hamani akabva adumbirwa chaizvo nokutya pana mambo navahosi vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Esiteri akati, “Mudzivisi nomuvengi, ndiye Hamani uyu akaipa!” Ipapo Hamani akatya pamberi pamambo navahosi.
Shona 2009?
Esiteri akati, "Mudzivisi nomuvengi, ndiye Hamani uyu akaipa!" Ipapo Hamani akatya pamberi pamambo navahosi.
Shona SUB 2002 Bible
Esiteri akati, “Mudzivisi nomuvengi, ndiye Hamani uyu akaipa!” Ipapo Hamani akatya pamberi pamambo navahosi.