Esther 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akanyora nezita ramambo Ahashveroshi, akadzisimbisa necindori camambo, ndokutuma nhume dzinomhanya dzakataȿa mabiza, dzakataȿa mabiza aimhanyisa kwaɀo paɓasa ramambo, akaɓerekwa paɀipfuwo ɀamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Modhekai akanyora muzita raMambo Zekisesi, uye akasimbisa tsamba dzacho nemhete yamambo, uye akadzitumira navatakuri vetsamba vainge vakatasva mabhiza aimhanya kwazvo akanga akapfuwirwa mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chakanyorwa muzita ramambo Ahasuerusi chikadhindwa neringi ramambo rechidhindo. Tsamba idzodzo dzakatumirwa nevokumhanya nemashoko vakanga vakatasva mabhiza omudanga ramambo aimhanya kwazvo aishandiswa pabasa ramambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanyora nezita ramambo Ahashivheroshi, akadzisimbisa nechindori chamambo, ndokutuma nhume dzinomhanya dzakatasva mabhiza, dzakatasva mabhiza aimhanyisa kwazvo pabasa ramambo, akaberekwa pazvipfuwo zvamambo.
Shona 2009?
Akanyora nezita ramambo Ahashivheroshi, akadzisimbisa nechindori chamambo, ndokutuma nhume dzinomhanya dzakatasva mabhiza, dzakatasva mabhiza aimhanyisa kwazvo pabasa ramambo, akaberekwa pazvipfuwo zvamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Akanyora nezita ramambo Ahasuerusi, akadzisimbisa nechindori chamambo, ndokutuma nhume dzinomhanya dzakatasva mabhiza, dzakatasva mabhiza aimhanyisa kwazvo pabasa ramambo, akaberekwa pazvipfuwo zvamambo.