Esther 8:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀose ɀiitwe pazuʋa rimŋe pamatiʋi ose enyika yose yamambo Ahashveroshi, iro zuʋa regumi namatatu romŋedzi wegumi nemiʋiri, uri mŋedzi weAdari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva regumi namatatu romwedzi waAdhari ndiro zuva rakanga rakatsaurirwa vaJudha kuti vaite izvi munyika yose yaMambo Zekisesi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuti zviitwe nezuva rimwechete chairo munyika dzose dzamambo Ahasuerusi musi wacho wegumi nechitatu wemwedzi wegumi nechipiri, ndomwedzi waAdhari iwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvose zviitwe pazuva rimwe pamativi ose enyika yose yamambo Ahashivheroshi, iro zuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari.
Shona 2009?
zvose zviitwe pazuva rimwe pamativi ose enyika yose yamambo Ahashivheroshi, iro zuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari.
Shona SUB 2002 Bible
zvose zviitwe pazuva rimwe pamativi ose enyika yose yamambo Ahasuerusi, iro zuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari.