Esther 8:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akabvisa cindori cake caakaŋga atora panaHamani, akacipa Mordekai. Estere ndokuita Mordekai mutariri weimba yaHamani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akabvisa mhete yake yechindori, yaakanga atorazve kubva kuna Hamani, ndokuipa Modhekai. Uye Esteri akamugadza kuti ave mutariri weimba yaHamani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akabvisa ringi rake rechidhindo raakatorera Hamani ndokuripa kuna Modhekai. Esita akaisa imba yaHamani mumaoko maModhekai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora panaHamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani.
Shona 2009?
Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora panaHamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora pana Hamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani.