Esther 8:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ini ndiŋgagona seiko kuʋona ɀakaipa ɀicaitirwa ʋanhu ʋaŋgu? Ndiŋgagona seiko kuʋona kuparadzwa kwaʋanhu ʋaŋgu!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kuchiwira kuvanhu vangu? Ndingashinga sei ndichiona kuparadzwa kworudzi rwangu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndingaise kupi mwoyo kuona nyatwa iri kuwira vanhu vokwangu? Uye kuti ndingabate papi chaizvo kuona vanhu vokwangu vachiparadzwa?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti ini ndingagona seiko kuona zvakaipa zvichaitirwa vanhu vangu? Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kwavanhu vangu!”
Shona 2009?
nokuti ini ndingagona seiko kuona zvakaipa zvichaitirwa vanhu vangu? Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kwavanhu vangu!"
Shona SUB 2002 Bible
nokuti ini ndingagona seiko kuona zvakaipa zvichaitirwa vanhu vangu? Ndingagona seiko kuona kuparadzwa kwavanhu vangu!”