Esther 8:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo Ahashveroshi akati kunaʋahosi Estere naMordekai muJuda: Tarirai ndapa Estere imba yaHamani, asi iye ʋakamusuŋgirira pamatanda, nokuti wakaɗa kuʋuraya ʋaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mambo Zekisesi akapindura vaHosii Esteri naModhekai muJudha achiti, “Nokuti Hamani akarwisa vaJudha, ndapa imba yake kuna Esteri, uye ivo vamuturika padanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Ahasuerusi akati kuna vahosi Esita naModhekai muJudha, “Chionai kuti ndakapa Esita imba yaHamani, akasungirira Hamani pamutandarikwa pamusana pokuti aida kuzouraya vaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo Ahashivheroshi akati kuna vahosi Esiteri naModhekai muJudha, “Tarirai ndapa Esiteri imba yaHamani, asi iye vakamusungirira pamatanda, nokuti akada kuuraya vaJudha.
Shona 2009?
Ipapo mambo Ahashivheroshi akati kuna vahosi Esiteri naModhekai muJudha, "Tarirai ndapa Esiteri imba yaHamani, asi iye vakamusungirira pamatanda, nokuti akada kuuraya vaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo Ahasuerusi akati kuna vahosi Esiteri naModhekai muJudha, “Tarirai ndapa Esiteri imba yaHamani, asi iye vakamusungirira pamatanda, nokuti akada kuuraya vaJudha.