Esther 9:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pazuʋa iro kuwanda kwaʋakaʋurawa paShushani nhare yamambo kwakaʋereŋgwa kukaiswa kunamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaurayiwa munhare yeShushani vakaziviswa kuna mambo zuva iroro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rakarero, shoko rouwandi hwavanhu vakaurayiwa muguta reSusa, guta guru romuzinda wamambo, rakasvitswa kuna mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pazuva iro kuwanda kwavakaurawa paShusha nhare yamambo kwakaverengwa kukaiswa kuna mambo.
Shona 2009?
Pazuva iro kuwanda kwavakaurawa paShushani nhare yamambo kwakaverengwa kukaiswa kuna mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Pazuva iro kuwanda kwavakaurayiwa paShusha nhare yamambo kwakaverengwa kukaiswa kuna mambo.